DuraMazwi
Browse Words
Words

mushanyi

Shona Definition

Mushanyi munhu anobva kune imwe, nzvimbo achienda kune imwe nechinangwa chekuona vanhu kana kugadzirisa zvimwe zvinhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries