Used in other entries
“Soso munzwa wakaomarara mupfupi, une miromo miviri.”
from soso“Kana uka tumbura munzwa unenge waubvisa pawanga wakabaya.”
from -tumbura“Kana munzwa uchi tipuka unenge uchibva pabaiwa pacho.”
from -tipuka“Kana uchi tipudza unenge uchibvisa munzwa pawabaiwa.”
from -tipudza“Kuti tubu kuvhomora nokukurumidza, munzwa kana mbambo yakabayirira pasi.”
from tubu“Kuti tubu kuvhomora nokukurumidza, munzwa kana mbambo yakabayirira pasi.”
from tubu