DuraMazwi
Browse Words
Words

munyori

Shona Definition

Munyori munhu anonyora nyaya kana zvimwewo zvinozobuda zvava mumabhuku kana mumapepanhau. Munyori munhu anonyora pasi zvinenge zvichitaurwa nevanhu pamusangano.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries