Used in other entries
“Uyu mukadzi akura asi ane mumhu unotaridzika sowechidiki.”
from gorekapunha“Uyu munhu murefu ane mumhu mukuru.”
from chirovamatumba“Kuti kwakwasha kwakwasha kufamba kwechinhu chine mumhu mukuru, mukati memauswa kana miti.”
from kwakwasha kwakwasha“Uyu munhu ane mumhu mukuru chaizvo uye akasimba chose.”
from hambamakaka“Uyu munhu kana mhuka ine mumhu mukuru, uye yakasimba chaizvo.”
from hamburamakaka“Uyu munhu ane mumhu mukuru, uye akasimba chaizvo.”
from nambakurwa