DuraMazwi
Browse Words
Words

-miza

Shona Definition

Ku miza kukavira mbeu uchimwaya- mwaya mumunda. Ku miza kumwaya-mwaya mvura kana mushonga kana zvimwewo zvakaita mvura mvura. -mwaza, -mwiza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.