Used in other entries
“Iyi inzvimbo inogara mwana apo mai vake vanenge vaine mimba.”
from chizvaro“mimba pamuviri”
from nhumbu“mimba."”
from pamuviri“Uku kuita dumbu guru kwemunhukadzi vanhu vofungira kuti ane mimba iye asina.”
from chimimbamutekwe“Mukadzi ane mimba anogona kuzviitira zvaanoda pasina anomunetsa kunyangwe achirwadziwa zvake nomuviri.”
from Nzira inofamba yomuzvinamimba / yomuzvere haifambi“Tsumo yechipiri inotsinhira kuti mimba yousikana chinhu chinoitika kamwe chete paupenyu hwavakadzi vose.”
from Ziitakamwe / mimba yousikana