Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anokanganisa runyararo kana kugarisana kwevanhu nekutaura makuhwa kana kuti netsika dzakaipa. Mukomana uyu imharapatsetsetse chaiyo nekuti anoita basa rekuteerena nevakadzi vevamwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.