Browse Words
Shona Definition
Mhangwa izano rinorongwa nevanhu vakawanda vari pamwe chete. Iyi irairo inopiwa nemunhu mukuru sezvingaita nababa kumwana wavo. Mhangwa kushuva zvekudya kana zvimwewo. Ndine mhangwa yekuda kudya nyama yembudzi. bangano .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.