Used in other entries
“Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku, mbudzi, mhuru kana hwai.”
from chirugu“Mbudzi yakarumwa nechiva yachitsika ikabva yafa.”
from chiva“Akati gwanhu shizha romuriwo ndokuripa mbudzi.”
from gwanhu“Chikwembe kamweya kakashata kanowanzoitwa nevanhu kana mbudzi.”
from chikwembe“Mbudzi kudya mufenje hufana nyina.”
from mufenje“VaShona vane tsika yokuti kana munhu asingagoni kutonga nyaya pamatare vanomutuma kundovhiya mbudzi.”
from Kugara padare kuziva nyaya / asingazivi anoonekwa nokuvhiya mbudzi