Used in other entries
“Aya matanda maviri, refu nepfup,i akachinjikidzana nechokumusoro kwerefu, panonzi ndipo pakaroverwa Jesu.”
from chipiyaniso“Aka kapukanana katema kanobhururuka, kane mavara machena maviri pamusana.”
from dhandaruma“Dhipeti inhaurirano ine kukakavadzana mukati kwamapoka maviri zviri mukati momusoro wenhaurirano uripo.”
from dhipeti“Uku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.”
from chisahwira“Kuti dambu kudhonza chinhu chakaita setambo kusvikira chaguka, uchibva wasara wave namapandi maviri wangopfuura nepo asi usingagarisipo.”
from dambu“Ku mana kumbandidzira chinhu pakati nemasimba anobva kumativi maviri.”
from -mana