Used in other entries
“Kana uchi kanga maputi unoisa chibage chakaoma muchaenga, kana kuti mugango riri pamoto, wopota uchichipindura- pindura kusvikira chaibva.”
from -kanga“Kuti shwa shwa shwa karuzha kanoitika mukanwa kana munhu achitsenga maputi, kana zvimwe zvakadaro.”
from shwa shwa shwa“Maputi anogona kugochwa murufuse, vanhu vari padare.”
from rufuse“Ku zhwadurira kutsenga kune ruzha, sezvinoita munhu ari kudya maputi.”
from -zhwadurira“Kambiya chimedu chehari chinokangirwa maputi.”
from kambiya“Kuti butiputi kurira kunenge kuchiita chibage chakaoma chiri kukangwa maputi.”
from butiputi