DuraMazwi
Browse Words
Words

manera

Shona Definition

Manera zvimiti zvirefu zvakaroverwa pamwe, zvinoita kuti munhu akwanise kukwira pamusoro, zvakaita sepakupfirira imba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries