DuraMazwi
Browse Words
Words

machanja

Shona Definition

Machanja matanda marefu anoshandiswa kuti munhu akwanise kukwira mudenga kana achipfirira imba. danhiko Machanja mazino emhembwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.