DuraMazwi
Browse Words
Words

kwede

Shona Definition

Kuti kwede kudonhera kungaite chinhu mune chimwe chinhu chakavhurika, chine buri, kana kuti mumwena. Pakati kabodzwa kechipiri kwede, takabva taziva kuti hapasisina chedu nokuti kwakanga kwasara nguva shomanene kuti mutambo upere.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.