Ku kwasha kuvhima mhuka musango. Kuti unzi uri murume kare, waifanira kundokwasha nyama musango. Ku kwasha kutsvaga mari kana kudya, chero pai nepai pese, zviri zvekutamburira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.