Browse Words
Shona Definition
Kongonya kutamba munhu akakotama, achitambisa chiuno, achitomuka- tomuka nekurovera makumbo pasi. Makore ehondo kwakatambwa kongonya zvakaoma nanamukoma.
English Translation
Kongonya is a dance where a person bends down, moving their waist, and repeatedly rising while stamping their feet on the ground. During the war years, kongonya was danced vigorously by the young men.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti kongonya kongonya kufamba munhu achiratidza kuti anozvitutumadza, uye kuti hapana chaanotya.”
from kongonya kongonya“Kuti kongonya kongonya kufamba munhu achiratidza kuti anozvitutumadza, uye kuti hapana chaanotya.”
from kongonya kongonya