Ku koka kutaurira vanhu kuti vauye kunzvimbo inenge ine urongwa. Pamichato vachatwa vanokoka hama neshamwari dzavo, kuti vafare vari pamwe chete.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.