Browse Words
Shona Definition
Ku kochomora zvinhu kuzviturura kana kuzvidonhedza zvakawanda kubva panzvimbo pakakwirira. Ku kochomora zvinhu kuzviwana zvakawanda chaizvo. Musikana akaikochomora mari kumabhiza.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.