DuraMazwi
Browse Words
Words

-kekedza

Shona Definition

pfipfidza . Ku kekedza kuchema kana kurira kunoita tseketsa kana yoda kukandira mazai, kana kuti yaa panguva yekukandira mazai. - kekeredza, -kerekedza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.