DuraMazwi
Browse Words
Words

-kachikira

Shona Definition

-bvuta . Ku kachikira kugamha chinhu chichiri mudenga chisati chamhara pasi. Ku kachikira kumhanyira kuita chinhu chausina kutumwa, kana kuti nguva isati yakwana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.