Uyu muvhimi anoti chaabata odyira kusango, ozongouya kumba asina chaainacho. Uyu mushandi anongoita mari yake yekutenga chikafu chete asingatengi kana midziyo yekushandisa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.