Browse Words
Shona Definition
Izvi zvinhu zvese zviri pasi, zvekuti chero munhu anogona kushandisa nekuti ndezvemunhu wese. Mugomo rekumusha kwedu mune jakafiri chairo remichero. Uku kufara nekudya kwakawanda pamutambo.
English Translation
These things are all free, so that anyone can use them because they belong to everyone. In the mountain of our village, there is a real abundance of fruits. This is joy and plenty of food at the festival.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.