Used in other entries
“Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi a-a , riri pekutanga mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.”
from a“Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.”
from fumandiwe“Iri izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani pazuva rinotevera.”
from fume“Iri zinhu zirefurefu rinotyisa rinoonekwa pamutambo, kunyanya wezvinyao, rinenge riri munhu ari pamadondoro akafukidza kumeso negumbeze.”
from goritoto“Iri izwi rinotaurwa nomunhu anenge achifarira kana kurumbidza munhu anenge abudirira pane zvaanenge achiita, kana kuti anenge apona munjodzi.”
from gorokoto“Iri nderimwe remazita anonzi ndiwo emarudzi evaShona, vanhu vacho vachigara nechokuHarare nemumatunhu akapoteredza Harare.”
from chiZezuru