Used in other entries
“Demba idende hombe rinotakurirwa kana kuchengeterwa mvura kana hwahwa.”
from demba“Urwu rudzi rwechikwenzi chine mapazi akawanda, chisina hunde hombe.”
from chifakawi“Dongonda rudzi rwetsoko hombe inowanikwa kumatunhu okumabvazuva kweZimbabwe.”
from dongonda“Chinhu chi kuru ndechine muviri kana muturu muhombe, kana kuti chinozadza nzvimbo hombe, kana kuti chakakwirira kuenda mudengadenga.”
from -kuru“Uku kupararira kunenge kwakaita vanhu kana mombe panzvimbo hombe.”
from matekeshe“Uku kusawirirana kunotora nguva hombe kuchienderera mberi pakati pevakatadzirana.”
from mahakurimwi