Browse Words
Shona Definition
Hohoho ruzha runoitwa nevanhu vakawanda vanenge vakaungana vari pamusangano, mubhawa kana pamutambo. Hohoho kutaurira pamusoro kwevanhu vatsamwisana kana kuti ruzha runozoitika kana vorwa. bongozozo .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“hohoho Iyi imheremhere inoitwa nevanhu vakaungana pamwe chete.”
from bongozozo