Uku kumhanya makumbo achirova pasi zvinonzwikwa kure, kunoitwa nemhuka kana vanhu vakawanda. Takanzwa gwirikwiri remhuka dzichitiza vivi romoto murenje. murapatira
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.