Kuti gwengwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi ukadonhera pasi pakaomarara. Amai vakanzwa ndiro kuti gwengwendere vakamhanyira padzaisukwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.