DuraMazwi
Browse Words
Words

-gwatidza

Shona Definition

Ku gwatidza kuunza pamwe chete kuti pave nokunamatirana. Kana munhu aka gwatidza gonhi anenge arisairira kuti rivharike.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.