Gwakwa zinyoka rakakura kwazvo. Gwakwa munhu anongomirira kupiwa zvokudya navamwe. Gwakwa ruzha runoitwa nezvipuka zvinofamba zvichikambaira pasi, sezvakaita mupurwa. hwakwa
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.