DuraMazwi
Browse Words
Words

-gwagwadza

Shona Definition

Ku gwagwadza kubvunda zvakanyanya kunokonzerwa nechando kana nokutya. -gwadagwadza . Ku gwagwadza kumhanya, kana kufamba uchirova pasi netsoka zvinoita ruzha, kana kuti kurova munhu mukati mamaoko ake.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.