Ku gwachatidza mudziyo kuudonhedza uchindoita ruzha pasi. Ku gwachatidza kupedza simba kana kunetesa. Kuchera churu kunogwachatidza muviri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.