Browse Words
Shona Definition
Ku guruza kuita ngonono. Farai anoguruza zvinotomutsa vamwe, kana akarara. - gwiririka, -nguruma . Ku guruza kun'ara kwemhuka. -nguruma . Ku guruza kusvuura kana kukwiza konje kuti munhu atore faibha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.