DuraMazwi
Browse Words
Words

gurumusvusvu

Shona Definition

Iyi imhomho yevanhu kana mhuka dzinenge dzichifamba. Gurumusvusvu revanhu randaona ranga richienda kupiko? bvapfapfa gurusvusvu

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries