DuraMazwi
Browse Words
Words

gunzvenzve

Shona Definition

Uyu munhu anonetsa kuona kana kuwana, nokuti haagari panzvimbo imwe chete kwenguva refu. Munhu asingabhadhari zvikwereti ndigunzvenzve, nokuti anogara achitiza vamwe.

English Translation

This person is difficult to see or find because they don't stay in one place for long. A person who doesn't pay debts is a slippery character because they are always running away from others.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.