DuraMazwi
Browse Words
Words

-gundumuka

Shona Definition

Ku gundumuka kukunguruka kwechinhu chinorema. Ku gundumuka kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya. Ku gundumuka kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete. Vanhu vakagundumuka kuenda kudzimba dzavo pakapera mutambo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.