Used in other entries
“Kana chinhu chakaita godo chati nyangadu , chinenge chapera ugodo hwacho, sezvinoita shuga yaiswa mumvura.”
from nyangadu“Ku fusana kugara vanhu vachingonetsana nokupopotedzana zvenhando, nokuda kokuitirana godo, sezvinoita vakadzi vari pabarika.”
from -fusana“godo bhonzo”
from hona“godo bondo”
from bvupa“godo”
from shanje“Kana chinhu chakaita godo chati nyangadu , chinenge chapera ugodo hwacho, sezvinoita shuga yaiswa mumvura.”
from nyangadu