Browse Words
Shona Definition
Ku garira kumirira kuti munhu kana chimwe chinhu chisvike. Ku garira kudzivirira kuti chinhu chisatize kana kupfuura nepauri. Ugarire ikoko kuti mhuka isatize neikoko. Ku garira kugara pamusoro pechimwe chinhu. Wagarira gumbo rangu zvino rava kutorwadza.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.