DuraMazwi
Browse Words
Words

-garana

Shona Definition

Ku garana kudzika pasi kwetsvina iri mumvura yambenge yabvongodzwa. -gadzikana . Kana zvinhu zvakagarana zvinenge zvakati chimwe pamusoro chimwe pazasi. Mabhokisi aya haafaniri kugarana nokuti ane matomati anozopwanyika.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.