Browse Words
Shona Definition
Ku gangaridza kukanganisa munhu nekuita ruzha kuitira kuti zvaanotaura zvisanzwike zvakanaka. Murume aimbova mumiriri wedunhu redu muparamende akada kuti ataurewo, asi vanhu vakabva vamugangiridza nekuti vakanga vasisamudi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.