Gambwe inhengo yegumbo iri paseri peibvi, inoti kana ikasungwa kana kugumhwa zvakasimba inorwadza chaizvo. Kana uchida kuti n'ombe isatiza unoisunga makambwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.