Gakava kutaura kunoita vanhu vachiratidza kusawirirana papfungwa. nharo Gakava rudzi rwenyama inononoka kuibva, inowanikwa padumbu remhuka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Mudzviti ndiye anowanzopedza gakava rokugurwa kwamatunhu.”