Ku gagaira kufamba kwemunhu akarerekera musoro sure zvine kakudada mukati, kana ari mupfupi. Musikana munaku uya akabva agagaira paakaona mukomana achimudaidza.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.