Kuti ga ga ga kuseka nezwi riri pamusoro, kunoratidza kufara kukuru. Akabva ati ga ga ga kuseka paakanzi adanane nemusikana waakanga asingadi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.