Browse Words
Shona Definition
Kana munhu aka futa anenge aine muviri mukobvu, kazhinji uri muhombe zvakare. - kora . Kana munhu a futa anenge atsamwa. Pamwe izvozvi ndinomuwana atofuta nehasha.
English Translation
If a person is fat, they have a thick body, usually a large one as well. - fat. If a person is fat, they are angry. Maybe now I'll find him already swollen with anger.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.