DuraMazwi
Browse Words
Words

-fonon'ona

Shona Definition

-fodora . Ku fonon'ona kuboora chinhu, sezvakaita budzi rakaoma, kuti zviri mukati zvibude. Ku fonon'ona kutukirira munhu uchimushora zvakanyanya. -nonota .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.