Ku foira kukundikana, wobva watadza kubudirira pane zvawanga uchiedza kuita. Kana usingadi kuverenga, uchafoira bvunzo pakupera kwegore. -feira .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.