DuraMazwi
Browse Words
Words

feru

Shona Definition

Kana munhu ati feru anenge ava kuzvimba kana kufuta muviri wose. Kuti feru kutanga kuvira kwezvinhu zvinenge zviri pamoto.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries