DuraMazwi
Browse Words
Words

-fafaika

Shona Definition

Ku fafaika kunaya kana kudonha kwemvura ichiita zvishoma zvishoma. Kana chinhu chichi fafaika chinenge chichikwanisa kudiridzwa, kana kupendeka, kana kudirwa mushonga pasina dambudziko rinozoitika mumashure.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.