Browse Words
Shona Definition
Kuti fabu kuzadza mudziyo unokwanisa kutakura mvura nezvimwewo zvakadaro. Nyatsozadza zigubhu iro kuti fabu nepeturo. pa . Kuti fabu kuregedza mweya wanga wakambodzivirirwa kana kudzvanyirirwa. Mwana akacheka chibhora chake nereza, mweya wanga uri mukati ukati fabu. bvujumu .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.