Browse Words
Shona Definition
Dzungu kudzimaidzwa pfungwa, uchiona zvinhu zvose zvichiita sezviri kupidiguka- pidiguka. Kana ukaramba uchitenderera, unopedzisira wave kunzwa dzungu. Dzungu kuita zvinhu uchipaparika usina kunyatsofunga. Mukomana wedzungu akarohwa asvikonyenga mukadzi womunhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“manyemwe dzungu”
from mawara“Kuti dzungu dzungu kuzunguza musoro kunoratidza kuramba kana kunetseka nechimwe chinhu.”
from dzungu dzungu